Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 9:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana tsoka yako ichiita kuti utadze, igure. Zviri nani kwauri kupinda muupenyu uri chirema pano kupinda mugehena namakumbo maviri,

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 9

Maonero Mako 9:45 akapoteredza