Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 7:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati kwaari, “Vana vanofanira kutanga kudya zvavanoda, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira kumbwa dzavo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 7

Maonero Mako 7:27 akapoteredza