Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 7:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi uyu aiva muGiriki, akaberekerwa muFonishia yomuSiria. Akakumbirisa Jesu kuti adzinge dhimoni mumwanasikana wake.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 7

Maonero Mako 7:26 akapoteredza