Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 15:45-47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

45. Akati anzwa kubva kumukuru wezana kuti zvakanga zviri izvo, akapa mutumbi kuna Josefa.

46. Saka akauya nemimwe micheka, akaburutsa mutumbi, akauputira nomucheka, akauyisa muguva rakacherwa paruware. Ipapo akakungurutsira ibwe pamuromo weguva.

47. Maria Magadharena naMaria mai vaJosesi vakaona paakavigwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15