Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 15:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa weArimatea, nhengo yeDare Guru yaiva nomukurumbira, uyo akanga akamirirawo umambo hwaMwari, akatsunga kuenda kuna Pirato kundokumbira mutumbi waJesu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15

Maonero Mako 15:43 akapoteredza