Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 15:25-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

25. Yakanga iri nguva yechitatu pavakamuroverera.

26. Zvakanga zvakanyorwa pamusoro pake zvaiti: MAMBO WAVAJUDHA.

27. Vakamuroverera pamwe chete namakororo maviri, mumwe kurudyi uye mumwe kuruboshwe.

28. Uye rugwaro rwakazadziswa runoti, “Akaverengwa pamwe chete navadariki.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15