Pirato akavabvunza akati, “Nemhaka yeiko? Akapara mhosva yeiko?”Asi vakanyanya kudanidzira vachiti, “Murovererei pamuchinjikwa!”