Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 15:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mangwanani-ngwanani, vaprista vakuru navakuru, vadzidzisi vomurayiro uye neDare Guru rose, vakapa mutongo. Vakasunga Jesu, vakaenda naye vakandomuisa mumaoko aPirato.

2. Pirato akamubvunza akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?”Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo sokutaura kwamaita.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 15