Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mako 12:42-44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

42. Asi chirikadzi yakasvika ikaisamo tumari tuviri tuduku.

43. Jesu akadana vadzidzi vake kwaari, akati, “Ndinokuudzai chokwadi, chirikadzi murombo iyi yaisa mari zhinji muchivigiro kupfuura vamwe vose.

44. Vose vapa kubva paupfumi hwavo; asi chirikadzi iyi yapa, ichitora pakushayiwa kwayo, yaisa zvose zvose zvayanga ichifanira kurarama nazvo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mako 12