Tinofanira kuripa here kana kuti tinofanira kuregera?”Asi Jesu achiziva kunyengera kwavo, akati, “Seiko muchiedza kunditeya? Ndipei kuno dhenari ndirione.”