Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kwechinguva mumwe murume ainzi Simoni akanga aita un'anga muguta uye akashamisa vanhu vose veSamaria. Aizvirumbidza achiti iye akanga ari munhu mukuru,

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 8

Maonero Mabasa Avapostori 8:9 akapoteredza