Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 26:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akapindura akati, “Nguva pfupi kana refu, ndinonyengetera kuna Mwari kuti murege kuva imi bedzi asi vose ava vakateerera kwandiri nhasi kuti vave seni, kunze kwengetani idzi chete.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 26

Maonero Mabasa Avapostori 26:29 akapoteredza