Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 24:26-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Panguva yacho iyoyo aifunga kuti Pauro achamupa fufuro, saka aidana Pauro nguva nenguva achitaura naye.

27. Makore maviri akati apfuura, Poshiasi Fesitasi akatora nzvimbo yaFerikisi, asi nokuda kwokuti Ferikisi aida kufadza vaJudha, akasiya Pauro ari mutorongo.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 24