Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 24:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro paakanga achidzidzisa pamusoro pokururama, kuzvidzora, nokutongwa kuchauya, Ferikisi akatya akati, “Zvakwana kwazvino! Ungaenda hako. Ndikange ndawana mukana, ndichazokudana.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 24

Maonero Mabasa Avapostori 24:25 akapoteredza