Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 19:3-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Saka Pauro akavabvunza akati, “Zvino makagamuchira rubhabhatidzo rupi?”Vakapindura vakati, “Rubhabhatidzo rwaJohani.”

4. Pauro akati, “Rubhabhatidzo rwaJohani rwaiva rubhabhatidzo rwokutendeuka. Akaudza vanhu kuti vatende kuna iye aizouya mumashure make, iye Jesu.”

5. Vakati vanzwa izvi, vakabhabhatidzwa muzita raIshe Jesu.

6. Pauro akati aisa maoko ake pamusoro pavo, Mweya Mutsvene wakauya pamusoro pavo, uye vakataura nendimi vakaprofita.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19