Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akati, “Rubhabhatidzo rwaJohani rwaiva rubhabhatidzo rwokutendeuka. Akaudza vanhu kuti vatende kuna iye aizouya mumashure make, iye Jesu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 19

Maonero Mabasa Avapostori 19:4 akapoteredza