Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 16:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Pauro akati kumubati, “Vakatirova pachena tisina kutongwa, kunyange zvedu tiri vaRoma, uye vakatiisa mutorongo. Uye zvino vava kuda kutiregedza chinyararire here? Kwete! Ngavauye ivo vagotibudisa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 16

Maonero Mabasa Avapostori 16:37 akapoteredza