Testamende Yekare

Testamende Itsva

Mabasa Avapostori 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakanga ndiri muguta reJopa ndichinyengetera, ndikabatwa nomweya ndikaona chiratidzo. Ndakaona chimwe chinhu chakanga chakaita sejira guru, chichiburutswa kubva kudenga namakona acho mana, uye chakaburuka chikasvika pandaiva.

Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 11

Maonero Mabasa Avapostori 11:5 akapoteredza