Testamende Yekare

Testamende Itsva

Judha 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vamwe varume vane kutongwa kwavo kwakanyorwa nezvako kare, vakapinda muchivande pakati penyu. Ivo vanhu vasina Mwari, vanoshandura nyasha dzaMwari wedu vachidzitora semvumo yokuita upombwe, uye vachiramba Jesu Kristu, Ishe naTenzi wedu mumwe oga.

Verenga chitsauko zvakakwana Judha 1

Maonero Judha 1:4 akapoteredza