Testamende Yekare

Testamende Itsva

Judha 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange maizviziva henyu kare, ndinoda kukuyeuchidzai kuti Ishe akasunungura vanhu vake kubva muIjipiti, asi pashure akaparadza vaya vakanga vasingatendi.

Verenga chitsauko zvakakwana Judha 1

Maonero Judha 1:5 akapoteredza