Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 5:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndino uchapupu hukuru kupfuura hwaJohani. Nokuti iro basa chairo randakapiwa naBaba kuti ndiripedze, uye randiri kuita, rinondipupurira kuti Baba vakandituma.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 5

Maonero Johani 5:36 akapoteredza