Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 5:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Baba vanoda Mwanakomana uye vanomuratidza zvose zvavanoita ivo. Hongu, kuti imi mushamiswe, vachamuratidza kunyange zvinhu zvikuru kwazvo kupfuura izvi.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 5

Maonero Johani 5:20 akapoteredza