Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 3:6-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Nyama inobereka nyama, asi Mweya anobereka Mweya.

7. Haufaniri kushamiswa nezvandareva ndichiti, ‘Unofanira kuberekwa patsva.’

8. Mhepo inovhuvhuta ichienda kwainoda. Unonzwa inzwi rayo, asi haugoni kuziva kwainobva kana kwainoenda. Ndizvo zvakaitawo vose vakaberekwa noMweya.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 3