Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mhepo inovhuvhuta ichienda kwainoda. Unonzwa inzwi rayo, asi haugoni kuziva kwainobva kana kwainoenda. Ndizvo zvakaitawo vose vakaberekwa noMweya.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 3

Maonero Johani 3:8 akapoteredza