Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 21:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatizve kwaari kechitatu, “Simoni mwanakomana waJohani, unondida here?”Petro akarwadziwa nokuti Jesu akanga amubvunza kechitatu achiti, “Unondida here?”Akati, “Ishe, imi munoziva zvinhu zvose; munoziva kuti ndinokudai.”Jesu akati, “Fudza makwai angu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 21

Maonero Johani 21:17 akapoteredza