Jesu akatizve, “Simoni, mwanakomana waJohani unondida zvechokwadi here?”Akapindura akati, “Hongu, Ishe, munoziva kuti ndinokudai.”Jesu akati, “Chengeta makwai angu.”