Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 18:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe wavaranda vomuprista mukuru, hama youya akanga agurwa nzeve yake naPetro, akamupikisa akati “Ko, handina kukuona unaye mubindu here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18

Maonero Johani 18:26 akapoteredza