Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musikana akanga ari pamukova akabvunza Petro akati, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vake here?”Iye akapindura akati, “Handizi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18

Maonero Johani 18:17 akapoteredza