Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 18:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Akati apedza kunyengetera, Jesu akabva navadzidzi vake ndokuyambuka Mupata weKidhironi. Parutivi rwenzvimbo iyi paiva nebindu remiorivhi, uye iye navadzidzi vake vakapindamo.

2. Zvino Judhasi uyo akamupandukira, aiziva nzvimbo yacho, nokuti Jesu aichimbosanganamo navadzidzi vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18