Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 16:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Ndakuudzai zvose izvi kuitira kuti murege kutsauka.

2. Vachakubudisai musinagoge; chokwadi ndechokuti, nguva iri kuuya yokuti munhu anokuurayai achafunga kuti ari kushandira Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 16