Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 15:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Hakuna munhu ano rudo rukuru kuno urwu, kuti munhu ape upenyu hwake nokuda kweshamwari dzake.

14. Muri shamwari dzangu kana muchiita zvandinokurayirai.

15. Handichakuidzii varanda, nokuti muranda haazivi zvinoitwa natenzi wake. Asi ndinokuidzai shamwari, nokuti zvose zvandakadzidza kubva kuna Baba vangu ndakakuzivisai.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15