Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 15:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handichakuidzii varanda, nokuti muranda haazivi zvinoitwa natenzi wake. Asi ndinokuidzai shamwari, nokuti zvose zvandakadzidza kubva kuna Baba vangu ndakakuzivisai.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 15

Maonero Johani 15:15 akapoteredza