Testamende Yekare

Testamende Itsva

Johani 1:36-38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

36. Akati achiona Jesu achipfuura akati, “Tarirai, Gwayana raMwari!”

37. Vadzidzi vaviri vakati vachimunzwa achitaura izvi, vakatevera Jesu.

38. Jesu akatendeuka akavaona vachitevera akavabvunza akati, “Munodeiko?”Ivo vakati, “Rabhi” (ndiko kuti Mudzidzisi), “munogarepiko?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 1