Testamende Yekare

Testamende Itsva

Jakobho 4:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Kurwa nokukakavara pakati penyu kunobvepiko? Hakubvi pakuchiva kwenyu kunorwa mukati menyu here?

2. Munoda chimwe chinhu asi hamuchiwani. Munouraya uye munochiva, asi hamugoni kuwana zvamunoda. Munokakavadzana uye munorwa. Hamuna chinhu, nokuti hamukumbiri Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 4