Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 8:23-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Kana ari Tito, ndiye shamwari yangu nomubati pamwe chete neni pakati penyu; kana dziri hama dzedu, ndivo vamiririri vekereke uye kukudzwa kwaKristu.

24. Naizvozvo ratidzai varume ava chiratidzo chorudo rwenyu uye chikonzero chokuzvirumbidza kwenyu, kuitira kuti kereke dzigogona kuzviona.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 8