Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Vakorinde 8:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino pedzisai basa, kuitira kuti shungu dzenyu dzokuda kuita izvi, dzienzaniswe nokuzvizadzisa kwenyu, maererano napamunogona napo.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Vakorinde 8

Maonero 2 Vakorinde 8:11 akapoteredza