Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Timoti 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akatiponesa uye akatidanira kuupenyu hutsvene, kwete nokuda kwechinhu chatakaita asi kuti nokuda kwake iye, uye nenyasha. Nyasha idzi takadzipiwa muna Kristu Jesu nguva dzisati dzavapo,

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Timoti 1

Maonero 2 Timoti 1:9 akapoteredza