Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vatesaronika 5:19-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Musadzima moto woMweya;

20. musazvidza zviprofita.

21. Edzai zvinhu zvose. Batirirai kune zvakanaka.

22. Regai zvakaipa zvose.

23. Mwari pachake, iye Mwari worugare, ngaakuitei vatsvene kwazvo kwazvo. Mweya wenyu wose, nomwoyo uye nomuviri zvichengetwe zvisina mhosva pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu.

24. Iye anokudanai akatendeka uye achazviita.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 5