Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vatesaronika 5:13-15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

13. Muvakudze zvikuru murudo nokuda kwebasa ravo. Garai murunyararo nomumwe nomumwe wenyu.

14. Uye tinokukurudzirai, hama, kuti muyambire avo vano usimbe, mukurudzire vanotya, batsirai vasina simba, muite mwoyo murefu kuvanhu vose.

15. Muve nechokwadi kuti kurege kuva nomunhu anodzorera chakaipa nechakaipa, asi edzai kuva nomwoyo munyoro kuno mumwe nomumwe wenyu uye nokuna vose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 5