Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vatesaronika 5:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino tinokukumbirai, hama, kuti muremekedze avo vanoshanda nesimba pakati penyu, vari pamusoro penyu muna She uye vanokurayirai.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vatesaronika 5

Maonero 1 Vatesaronika 5:12 akapoteredza