Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 7:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Wakanga uri muranda here pawakadanwa? Ngazvirege kukudya mwoyo; kunyange zvakadaro, kana uchigona kuva wakasununguka, ita saizvozvo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 7

Maonero 1 Vakorinde 7:21 akapoteredza