Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 15:40-42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

40. Kunewo miviri yokudenga, nemiviri yenyika; asi kubwinya kwemiviri yokudenga ndokumwe kubwinya, kwemiviri yapanyika ndokumwe.

41. Zuva rino kubwinya kwaro, mwedzi unewo kumwe, nenyeredzi dzinewo kumwe; uye nyeredzi haifanani neimwe nyeredzi pakubwinya.

42. Ndizvo zvazvichazova pakumuka kwavakafa. Muviri unodyarwa unoparara, unomutswa usisaparari;

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 15