Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 15:2-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. Nevhangeri irori munoponeswa, kana mukabatirira kwazvo pashoko randakakuparidzirai. Zvimwe makatenda pasina.

3. Nokuti zvandakagamuchira sezvinokosha pakutanga ndizvo zvandakakupaiwo: kuti Kristu akafira zvivi zvedu sezvazvakanyorwa muMagwaro,

4. kuti akavigwa, akamutswa pazuva rechitatu sezvazvakanyorwa muMagwaro,

5. uye kuti akazviratidza kuna Petro, tevere kuna vane gumi navaviri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 15