Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Vakorinde 14:37-40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

37. Kana munhu achifunga kuti muprofita kana kuti ane chipo chomweya, ngaatende kuti zvandinokunyorerai murayiro waShe.

38. Kana akasatenda izvi, iye pachake ngaasatendwe.

39. Naizvozvo, hama dzangu, ivai nechido chokuprofita, uye musadzivisa kutaura nendimi.

40. Asi zvinhu zvose ngazviitwe nomutoo wakafanira uye zvichitevedza mutemo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 14