Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Petro 5:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. musingaremedzi vaya vakaiswa kwamuri, asi muve muenzaniso kuboka.

4. Uye mufudzi mukuru paachaonekwa, muchapiwa korona yokubwinya isingaori.

5. Saizvozvo, imi majaya, muzviise pasi pavaya vari vakuru. Imi mose, pfekai kuzvininipisa kuno mumwe nomumwe, nokuti,“Mwari anodzivisa vanozvikudzaasi anopa nyasha kuna vanozvininipisa.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 5