Saizvozvo, imi majaya, muzviise pasi pavaya vari vakuru. Imi mose, pfekai kuzvininipisa kuno mumwe nomumwe, nokuti,“Mwari anodzivisa vanozvikudzaasi anopa nyasha kuna vanozvininipisa.”