Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Petro 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye,“Ibwe rinogumbusa vanhu nedombo rinoita kuti vawe.”Vanogumburwa nokuti havateereri shoko, zvinova ndizvo zvavakatemerwawo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 2

Maonero 1 Petro 2:8 akapoteredza