Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Johani 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadikani, handisi kukunyorerai murayiro mutsva asi wakare, wamakanzwa kubva pakutanga. Iwoyu murayiro wekare ndiyo mharidzo yamakanzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2

Maonero 1 Johani 2:7 akapoteredza