“ ‘Usafamba uchiparadzira makuhwa pakati pavanhu vokwako.“ ‘Usaita chinhu chinoisa upenyu hwomuvakidzani wako panjodzi. Ndini Jehovha.