Testamende Yekare

Testamende Itsva

Ezira 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jeshua mwanakomana waJozadhaki navamwe vake vaprista naZerubhabheri mwanakomana waShearitieri neshamwari dzake vakatanga kuvaka aritari yaMwari weIsraeri kuti vabayirepo zvipiriso zvinopiswa, maererano nezvakanyorwa muMurayiro waMozisi, munhu waMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezira 3

Maonero Ezira 3:2 akapoteredza